Wednesday, September 25

Madamboss Zvino Fungai Zvaatora Mwana Waje Vachaiwana Kuoi Mari Yekubhadhara Mai B

Manje Tyra pay yamai bee anozoigona ere kana vana ava vaenda vese 

 

 

 

 

Munorongereiko nekufungira munhu seasingafunge mofunga kuti kudeidza mwana ku western countries kuisa mwana muna Malaicha otoyambuka

 

 

 

 

Limpopo hino zvaamutora muchaita sei mumwe arikutevera manje manje iro degree rake rokurwadzai chaizvo orega kuzvifarira pa page pake nekuti kune akabuda nema U pa O level well done Fungai 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️

  • Share: