Wednesday, September 25

Madamboss Zvematako NdoContent Izvezvi Bhurugwa Rapinda MuDisco Hunhu Hwakaenda Kupi Mukadzi Mukuru Asina Kusimira

Bhurugwa rakapinda mu discoooXho trouse chosara chakunhuwa dhodho

 

 

Kkkkkk bhurungwa racho mukati vakasimira here umo🤣🤣🤣🤣🤣🤣Madziro handina problem nawo ini asi kungoti pamutodo hapasi kundiitira bhoo ini

 

 

 

Musazo compare Aunty Joy's kitchen nezvisina basa Dai mati magaro yeah 🤣🤣🤣🤣🤣 zvigaba zve gas tank kuita huruva inooneka papikicha😝😝😝Auntie Joy smart and it's for her business and page kwaTyra ndonormal life yevazhinji honestlyMa tiles eimwe kitchen kunge bathroom 🏃‍♀️🏃‍♀️🙆‍♂️

 

 

 

 

 

Mumba maTyra ndodzimba dzatakazara nadzo pano, kwete zvemumba maJoy kuita kunge munhu aneshavi redona. Mumba mekuti kana mwana haadiwe padhuze. Vana vaJoy vanenge vanongogarira mumaspare bedrooms chete kumwe kwese hakudiwi vanhu.

  • Share: