Wednesday, September 25

Madamboss Voti Handina Kuona Maiit Kushow Ndakange Ndiri Busy Zvisinei Hazvo Maitt Ndivo Vanopisa Kukukundai

Inga tanga tichingokuona muchisimudza magaro muchifamba famba wani busy mazoiita nguvai nhayi Mai Ngundu šŸ¤£šŸ¤£zvombodanzvo here mukurarama umianyanya kukoshei feli vangani vakasungwa mumajeri murikudii kuti aende kunovaonaHaana kana bs

 

 

 

 

 

 Tyra haasi hanzvadzi yaJesu isusu tamuona we are the real family yaMura ..coz munhu chaiye anepfungwa anozviti mutsvene no matter watadzirwa zvinengei u forgive n forget munofunga kuti dai

 

 

 

 

 

 

Mwari achiita maitiro atinoita vanhu nyika ingadai isisina vanhu coz tinomutadzira everyday achitiregererera wozotiwo zvako svari nxaaaKumuchato akadzingwa mamuchida ati pesu pesu achiyendepi? Munhu anoyenda kwaanodiwa

  • Share: