Wednesday, September 25

Madamboss Voshaya Zvekuita Voganza Nemari 50 000usd Yavo Izvi Zvarwadza Vakawanda Vakati Mbavha Dziri Dzoswera Dzakushanyirai

Mbavha dzoswera dzakushanyira wobva wati munyama nemamhepo , hayaaaa zvimwe zvacho so

 

 

 

Chero isiri yako or ndeyako but unedzungu hatisati tamboona beyonce akabata mari achitorwa pic kungoti wakakura uchitambura haisi mhosva yako😏

 

 

 

 

Madam boss wo futy unoshaya kuty vanozombodiiwo munhu mukuru kudaiZvirinani kutambura uripwere wozogarika wakura manje iwe nanhsy hayisaty tmboona wakabata 100 yuwesi zvayo pqpicIri rine godo zimuroyi iri godo naTyra everyday.

 

 

 

 

 

Harina ka zvekunyora kupererwa chaiko. Faka pressure Tyra ukawona vanhu vakunyora nezvako ziva kuti ndiwe une yese

  • Share: