Tuesday, October 15

Madamboss Vashamisa Vakawanda Vakawanda

Its a skit haro but hembe idzo vachangodzipeta futi vorongedza zvakangooma😂Musadero madam boss,zvobhowa zvokut izvo zvamurikuita,tanzwa nekupeta hembe kumabasa uko,mukunyatsoziva zvoitika mukushanda mumba kkkkkkkHaaaa basa racho pakadai rinogara haro ,chii chakadaro chinenge ngozi😄😄😄😄

 

 

 

 

 

Leona Murwira kupeta ndokwavachatoita varipabasa dear ini ndinoshanda kwanguMunin'ina wangu akamboshanda pekuti ainzi enda kuYoutube uone mapeterwo anoita hembe mucupboard so every week atochinjiswa mapetero macupboards ose ,chibasa ichika ndechekupenga chete

  • Share: