Saturday, September 28

Madamboss Vanotongoda Gossip Kusvika Pakunamirana Nemunhu Wese Akatamba Namaitt Zvakaoma Hazvo

NOW I understand kuti sei vanhu 2 ava vachivengana it's becoz of gossipers masquerading as best friends changing camp after discovered ma dip secret.

Shamwari yese ya Feli Madamboss will want to play with them vese zvawo Mai Maketeni,Patricia Jackie,faith Candy,Zodwa etc

  • Share: