Wednesday, September 25

Madamboss Vakaterera Kutsiurwa Kwavakaitwa Kuti Vachengete Mai Kachembere Nekuti Ndivo Vakavachengeta Izvi Zvinofadza Kunzwa Nekuita

Ndaimbofunga kuti kunyepa but Madam boss vanoterera mapost epano😅.Zvikanyorwa pano unoona vanomhanya kunoita.Well done MB ramba uchiteerera  Aiwa magona vana vaRoisi, zvekwaMai Kachembere tazvinzwa but kwasara zvekwaMai Karadzangare . Vakakureraiwo zvekuti hatimbodi kupasiya ipapo.

 

 

 

 

 

Magona mateerera post yatakaisa pano paMK musi wa17 July, kuti musangowandire kunaMai vaNgoni bedzi, zivai kwamakabva , varume nemaboyfriends amunawo aya akakuonai makura matochengetwawo nemasisters enyu nevarume vavo, exactly 40 days mabva magadzirisa✔️. Chengetaiwo Mai naBaba Kachembere namai naBaba Karadzangare sevabereki venyu because they raised you sevana vavo.

 

 

 

 

 

 

Magona but hamusati magraduater pano paMK saAunty Joy, tinomirira mutange mapedza course, mukaitira Mai Karadzangare zvamaitira Mai Kachembere aiwa mapasa tokukepai 🎓

 

 

 

 

🎓. Well done vana vaRoisi. And makateerera zveshuwa even Fungai akabva atanga kuzadza business raTsitsi nekumuita tag kupage kwake, advertising her work kuti awane maclients. Maive marasika imi kuda kutsvinya tsvinya nekusarudza Tsitsi muchikanganwa kuti muve zvamuri nhasi masisters enyu iwayo. 

 

 

 

 

 

 

Kune vaya vaituka tichitsiura vanhu ava saka nhasi muchaita sei zvavakateerera mashoko edu?Mafira kureva iri kuto transformer vanhu, i remember post yandakaona pano yaiti Fungai na

 

 

 

 

Madam boss munotadza kuchengeta mai Kacgembere vskakurerai dai vari mai venyu musingavaitire ma surprises here. Ah mafira kureva to the world, see the girls listened and changed they behavior. This is good tete Mafira kureva

  • Share: