Saturday, September 28

Madamboss Regai Vati Ndivo Vakanyenga Ngoni Mwanamudiki Hameno Zvaangori So KuGermany Uko

Regai tarisai akati handina kunyengwa ndini ndakaita zvekunyenga mrume ah chihandsome chimrume ichi let's hope hachisi kuita chihule hule jemeni ikoko apa ungati mkadzi muhombe kumrumeChandoziva ndechekuti mukati memoyo ukuziva hako kuti madam boss is beautiful...Tyrah akanonoka kuita mwana angaachiri kwangundu uko

  • Share: