Saturday, September 21

Ma Combi Dai Achibhanwa Mu Harare Izvezvi Mukadzi Akatsikwa Ne Combi Muna Rizende Ma Pictures Acho Hazvisikuita

MUDZIMAI uyu akuvara pagumbo apo atsikwa nekombi iyi payange ichitiza mapurisa mumugwagwa Rezende, muguta reHarare. Mutyairi wayo azomira ndokutakura mudzimai uyu kuenda naye kuchipatara. - Mifananidzo naMuchaneta Chimuka

 

 

 

 

 

  • Share: