Wednesday, September 25

Linda Masarira Onzi The Ugliest Woman Iye Oti Imi Kusviba Hakuzi Kuora Munoti Handigeze Kudiii Kutsvuka Hakuzi kunaka

Mai ava vari kutaridzika kuti vanogeza,vakanaka and matrouse anovafita,,,,vatukirwa Zanu chete chete otherwise dai vasiri veZanu vaisatukwa kudai

 

 

 

Mazimba kusakwana kunokunetsayi problem yenyu moda kuti vanhu vese vade zvamunodaKutsvuka nerunako rwacho zvodyiwa here tibvirei zvedu. Kunaka kwemunhu kuri mumoyo

 

 

 

 

 

Problem mazimba tinepamuromo tinodzikisirana Saka Moda tizore here kuti tiite mayelloboni musadaro imi unonzwa sei iri hama yako or wife wako kana tikasadanana pachedu tozodiwa nani I'm very disappointed nesu mazimba

 

 

 

 

She's human , she never chose her complexion and how she look whatsoever. This is not right

  • Share: