I feel sorry for one who do not know what it takes by just wearing that or have interest in this … may God intervene for the rescue of ppleDo you know that kuma early 2000s and before that, waiti ukati uri kudanana na someone, you parents or relatives would dig into that person's past kuti vazive kuti munhu akaita sei or would even ask you kuti unomuziva here munhu uyu? So vaitoti even ari wekure, at least tsvaga information about munhu iyeye before you start dating zviri serious.
Takadzidziswa kuti past yemunhu really matters at times coz it defines the person character. So kana waizoziva kuti munhu uyu ane ma EX hobho or akambomitisa or kumitiswa, vabereki or hama dzake would tell you kuti siyana naye.
Most of us taizvishora hedu tichiti moyo muti, but as we grew up, takatoona kuti our parents wanted to protect us and wanted the best for us, and in some instances vaitoti better unodanane or kuroora munhu wawakakura uchiona, and most of those marriages lasted.
Now ma relationships ariko mazuvano, noone does a background check and hatichaterere ma elders and takungodanana zvisina order and thats the reason y the relationships and marriages dnt last.
Ungati waona munhu nhasi, then mangwana makutorara mese and 1 month later watove nenhumbu, at myb 3 months into the relationship wakutozoudzwa kuti ha munhu iyeye ndohunhu hwake, anomitisa achisiya vakadzi. Or as a man, ungati wadanana nemunhu wakutogara naye wonzwa kuti ha aigara achibvisa nhumbu and she had so many boyfriends.
It is really depressing kuzoziva about a person's true qualities watomitiswa or watomitisa handi. So to save ourselves from ma drama ese aya, ngatidzidzanei and tizive vanhu vatiri kudanana navo tizati tarara navo or tisati taita serious relationships.
Most people vakusara vari single vachichengeta vana vega coz they skipped a lot of steps vachibva vatofunga kuti munhu wavo vakumuziva.
Dzidzai vanhu venyu and hazvirambidzwe kutsvaga information about the person musati mapinda mu serious relationship. Doing so will save you from a lot.