Monday, September 16

Kwakandwa Chijoker Pashata

Right right sis Mai ☕️ ☕️ 

Saw your response muchiti song makaimba before mainda kujere ,maitoidzidzisa vasungwa kuimba mujere ndizvo here??But imi wani Makati makainyora day after baba vashaya??Ko kuyoutube zvairiko maprisinors vachiimba musati

 

 

 

 

masungwa ;guys go look for canan muone varidzi vesong mbavha imbavha you always claim zvinhu zvisiri zvako kuti ndezvangu zvawaingoita kudhara kuclaimer magonyeti;dzimba;ma

 

 

 

 

 

Landcruiser kuti ndeyako ..Zuro ndizuro wakavabira mabag neshinda vasungwa uchiti ndozokupai mari wakavapa??Now wakakuvabira song ??Justice for prisoners

Ko zvawati watendeuka zvawai chohwa chohwa kuvictoria falls na dj rokafela weku uk uchiita kuscreamer zvainzwika mumarooms!!

Roka fella dj uk 

 

 

 

 

Kugweru hauna here kubhaudwa na Abas soccer player uya wakakwirana naye musi wemuchato wako na Tinashe??

Haaa tikanyengerera munhu ane guhwa pane v11 rinosemesa by mhanheru tenge Tanayo handei ku Egypita pita kana zvakadaro!!I have been cleared of all the charges no fifi noodles was found in my phone no extortion was found??

 

 

 

 

Ndiri kuvira after all the torture yamakandipinza Nana tafadzwa chidawa assaulting me ..publishing me on news papers I have lost jobs and my reputation was ruined !!!Ndoita sei nembiti idzi team zvamataura ndizvozvo .Ndiri kuvira nehasha!!

  • Share: