Wednesday, September 25

Kunyepa Kwa Maitt Hakupere Idemon Chokwadi Vakuti Vakabatsira Caro WekuBrazil Aive Muchikurubhi Kuti Adzoke Kunyika Kwavo

Ahhhhhhh nhaimi uyu aneshavi here?Kuda kuzozviita ka. Big person .....zvaizvezvi chiremerera hapachina 😂

 

 

 

 

But Felly anonyeperei muskana uyu akabudikira papicture nemistake hiiiii hanzi i told them imikaUnosvika pachikamu chekuzorora

 

 

 

We are not going anyway as a country

Feridhongo😂😂😂😂🙌🙌🙌kunyepa hakupere hako

 

 

 

Caro akaita zvekuto zoomiwa kutwitwer ari kumasure sure hayaaKanonyeba zvinosvoka kamunhu ikaka.Gore raanobuda tichaudzwa kunzi ndainodyira muhotera evryday.

 

 

 

 

Demon racho renhema ririkutokura 🤣🤣🤣nyangwe arimujeri akutongovhura hombe .munhu akabuda nemistake vanhu vachishuta iko ayii🤣🤣🤣🤣

  • Share: