Sunday, September 22

Kunyadziswa Kwa Bhutisi Wicknell Chivayo Oti Zvawakaitira Musangano Hatina Zvedu Kuzviona Chikomana Yaaa zpaksipa Chokwadi Vatume VekuZimbabwe Takutokupfekedzai Pitikoti Nebra

#zimbabweentertainingz @bhutisi : Comedian Admire Kuzhangaira popularly known as Bhutisi has penned a message for @sir_wicknell citing the work that he did for the ruling party @zanupf__2024 . He says “Kwaziwai Madzibaba Sir Wicknell Thank you nekusimudzira vekwedu. Video yandaisa pazasi apa imwe yema video 15 atakaita nevamwe vangu vaviri towards the 2023 General Election tichisimbisa musangano we ZanuPf. Pamba pandinoroja paitova pa studio during that time, thanx to landlord anonzwisisa.

 

 

 

 

 

Tati muzivewo kuti taka mhanya mhanya kugadzira imwe ye content yaizotenderedzwa nema bloggers amakatenda nguva yapfuura. Ndichakanda mamwe mabasa andakabata kubva 2019 to present day. Bhutisi ndiro rebasa. Samazuva ose tamirira kusekwa nenyika”

.

.

 

 

 

 

 

 

 

Bhutisi tries his luck on Sir Wicknell says we contributed wo towards Zanu PF win last year

 

With everyone trying out their luck on sir Wicknell Chivhayo, Comedian Admire Kuzhangaira popularly known as Bhutisi has penned a message for Sir Wicknell citing the work that he did for the ruling party Zanu Pf.

 

 

  • Share: