Friday, September 13

Ku Cat Family Kofumurwa Mbavha Yakaba Mari Techema Ya Sekuru Murata

Zviri kunzi headmistress flamboyant queen vari kubira vanhu Mari ne Zita ra mai TT. Zvanzi vakanyepa kuti bhudhi vafa kuti vadya Mari. Zvikanzi vanoti n'anga plus lawyer.ndichauya ne live laterUko kwagara kune mbavha nema drama shame😂😂😂most of people vanozviti ndeve cat vanenge vari ikoko for strategiesAhh kuCat family hako

 

 

 

 

 

most people go with a motive havo like Ana Tsveya na Bronco. Mastrategic moves Aya because zvikitinyana zviri desperate for love samai vazvo. They support mbavha iya for their own benefit for likes etc manje kubira mbavha yakatobva kuChikurubi 🤣🤣🤣🤣Ku cat family kwaita mbavha mava kuba Mari yachema manje.

  • Share: