Monday, February 03

Ku Canada Hazvina Kumira Mushe Zuva Habane

Pana Mai juju varikundishusha ku inbox 

Murume wavo akanditi mukadzi wangu akaenda bla bla , ini kwaku hakira ndandanhuwidza bag.

 

 

 

Now vabatwa vapindigwa muphone mai juju vakundishusha kuti dzosa Mari yemurume yawakadya otherwise I will expose you. 

 

 

 

There ! I exposed myselfMurume haadi reason kuti abude zvake asi mari haidzokiNdakamirira vana maiguru vese ahhhh mai Juju maakutidzikisira mfunge siyai zvamakuita ko Ba Ju ngavashande ka imwe hanty vakamupa vega pluz kumutsvaga yanga yawandisa

 

 

 

munadyawo mari ichipera imiMari haidzoke nekuti hauna kuita bank robbery wakaipihwa just like ivo Mai Juju vachipihwa. Infact ngavakupe imwe mai Juju usataure nyaya dzavo

  • Share: