Wednesday, September 25

Ketina Samaz Tinashe Mildred Varikutoda Maitt Vafire Kujeri Vakanga Vakazvironga Wasu Otaura

Loveness Samaz,Shepiro ,Tete Midhi,Tinashe Maphosa,Ketty masomera.cousin Rose 

 

The big 6.

 

Samaz na Tete midhi makabuditsa Mari to bring felly down? 

 

Makatenga vanhu vese ava nemari?

 

Planned downfall

 

Felly didn't see this coming, The way they tok vakagadzira mabomber ezvikirimbani kuti mai Titi vafire mujeri. These big 6 vakagara dare ,they made a plan and they succeeded.

 

 

Be careful of people that claim to love you Felistus akadonhedzwa nemuromo wake. I have enemies left, right and centre, vandivenga nekuti am highly favored, guess what??

 

 

Ndinonyarara kuti zero, ndokwana pasi petsoka dzaJesu, wowona madonhero anoitwa nevavengi. People sometimes vanonditi muroyi but hey, what you think about me is none of my business. Rurimi kamwenhe,,,

 

 

kamoto kamberevereNdivo vakati Feli abe mari nekuita fraud here? Haaa zvikiti kufunga chaiko kunokuremerai 😃Tseki iwe dofo siyana ne vanhu kana warwadziwa nazvo chienda unomubatsira kupika dofo ndimi vanhu motukisa cat family imi

  • Share: