Wednesday, September 25

Ketina Samaz I Love You Mamoyo Wangu Zimbabweans Oti Ndozvawaiita Maitt Ukazovaita Sei

Rutendo Lovenes Samaz Replies Ketina 

"Awww you are the best I love you too Mamo ❤️❤️❤️❤️ " They are Showing Each other so much love Ketina And Samaz ixvi zvaita Vanhu Vati Hatina Kukanganwa Shamwari Yangu Wadya Here it End in tears.

 

 

 

Kkkk kettile ndozvawaaita kunamura izvi🤣🤣🤣🤣🤣Unomudhiriza very soon she must be careful you are a danger to society.U pple dont know ketty..hohodo ichi chemasiriri ndochindzwira tsitsi

 

 

 

Takamirira part 2zvedu pane aiziva here kuti shamwari yangu wadya here yaizo Pera zvinorwadza

 

 

Precious Marimo Pane ava you gotta take a chill pill kuti hloo vanotonetsana but they fix it Ku back Kamuchachilo ane dzungu haagadzirisane nevamwe

  • Share: