Wednesday, September 25

Ketina Ofumurwa Kurongera Sister Yake Hutsinye Doreen Masomera Zvakaoma Zvevanhu Ava

Aiwa kettina wakunyaraka nema audio arikuda kubudiswa na doreen maabatiswa na sabina mukavhunduka iwe na masiriri thts y marasisa ndodo zvamamakaronga xvaenda mudondo

 

 

 

 

matoona kuti doreeen haasikudzora tsvimbo makunyepera kuti hee momuda bt ndimika mukutuma vana pj nana ndodo kutuka doreen regai tinzwe huroi hwenyu askna zvese zvamaironga nerwamoti pj rwaiudza doreen zvinl

 

 

 

 

 

 

doreen unema audio mazama kuti ndodo avhariridze kuti iclip yakabatanidzwa bt hazvisiku make sensi hai nhaka tichaonerera ini hangu ndamanzwa chidimbu asi ndaona ndodo akufumurai pamadhiri ekutumana apa hande tione varwetsvina makunyepera kuzungairaka

  • Share: