Wednesday, September 25

Ketina And Samaz Munoda Maitt Vacheme Here Vakadzi Vakuru Kurwadziwa Nemunhu Arikujeri Kuti Akasimba Cat Family Yopopotera

Ndimika majudge munoziva kuti mhosva dzake hadzisati dzapera zibenzi.... mapenzi evanhu takarasima nelife yemunhu everyday kuita malive amai TT mastupid evanhu tsvagai mabasa muite life dzenyu tazvinzwa chimirai aaah siyai munhu pliz

 

 

 

 

Shz turning lemons into lemonade moda vaumburuke vacheme here she is teaching her kids to be strong in every situation Ndopaunoona kuti even nekuba kwacho haana nekuti ipapa

 

 

 

 

 

 

 

muchirikungorwadziwa hanty makamuendesa kujeri muchiti abhadhare zvivi zvake now makurwadziwa naye fut munhu arikutozviraramira kalife kake kemaboss mujeri imomo mumoto imomo muchiti shadrech misheck n abednigo vanotsva

 

 

 

 

 

hezvo motoona kuti varikutofara vachiimba muchachembera muchingokwesha misana yetwuchembere mosira vana nhaka ipi uye movadzidziysei

  • Share: