Thursday, September 26

Ketina Akazvitaura Tytan Urikurongerwa Horror Na Olinda And Stunner Hezvokaa Wakunyeperwa Waida Kumuuraya Enda Kuna Stunner Zvakanaka

Ketty already said this, she s going to frame him, she must just go back to her ex kwazvo. Lies written all over her face, this lady is crazy and noisy.

 

Tytan move on, work hard and be successful.Kketile akazvitaura kuti Titanic chenjera kuvhurirwa hombee vanhu vakadzokerana🤣🤣🤣

 

But Olinda akukanganwa kuti akati Dione naStunner vakamuendera kun'anga hanzi Dione achitomuudza madirections ekunogara n'anga yacho.

 

Vanhu vanokanganwa easily hantiI guess you are correct Dionne was a girlfriend🤦🏾‍♀️. You are not going to fight for your marriage after about 3 wedding celebrations you have had with him🙆🏾‍♀️.

  • Share: