Shem kana wakaroorwa nemukadzi unoitwa yese yese wake up usaite kunge munhu ari muhari
Tytan mirira utambidzwe divorce papers umoore pakuru iwe tea hobvu sunungura mwana aende mupe divorce paper adzokere pasi pe bridge unohurirwa stereki na Dziva apa achikunyepera kuti akarambana nekamwana
Kaye pauchaona kave mu UK uchafenda hako because brain dzinodhonza hauna instead u investe Mari dzese kuvana vako busy kutenga zvikomba dhemetiHaachangodi murume chete mushonga watanga kuona nhasiKana abuuda pachena its ok.
Tytan akatoudzwa kare but haasi kuda kubva.Wanike azvitaure pajekerere meaning iye anotozviziva.Ndaabvume kurambwa
Stunner achamugadzirara shoe size kani 😂👏🏾 zvikafamba mushe Ndaona stunner Atove UK citizen olinda arowha paper 2 🔥🔥🔥