Giving money to Mai Tt is pure madness and total stupidity. She created her own problems and lives a more comfortable life than most of her so-called fans.Achipirweiko mari??Paaivhara vanhu aifunga kut zvoenda nepi.Nxaaaa.
Mhuri yaJob Sikhala pane anomboifungawo.Ukwane iwe bvisa chipost chako ichoVeduwee kana mapedza kupawo Mai tt Mari remember hama dzedu dzri mumastreet remember vanhu vanouya kunana tete Tilder vachida rubatsiro remember hama dzinombobuda pano paFB dzichida help kumapage evanhu vakasiyanasiyana e.g
Mai princess vekufirwa nemwana vaye pavakapedzisira kuuya kwaTilda vait havachisina chekudya vari kutotambira kt vararame vana veshamwari yavo vavasingachaendi kuxool nekushaya
Mari Saka ngatibatsireiwo vanonyatsoda rubatsiro chaivo imagin vanhu vanotamba namaitt vane Mari kt vangan pashayawo er kana mumwe zvake avasendera Mari or avabatsira bt tine hama dzisitorina chekubata kana
wekukumbira zvakeðŸ˜ðŸ˜¥ðŸ˜‚nxaaa itai mega isu tongomuda chete zvemari mari izvo yatova ngozi 😂🤞dollar kuchingwa kana mazai kwete kubuditsa vanhu kujeri asi dai mati tinamate vabude😂Kana Keke remuchato handina kuridya kana chikopokopo handisat ndachikwira bodo ne dhora rangu