Wednesday, September 25

Joni Dzangove Nharo Zimbabweans In South Africa Murikutambura Chokwadi Paiko Panogara Celebrity Sviden

Kujoni mukuzvitamburira hama dzangu mumba masviden umu hayi nikisišŸ™Œini chikafu hachidziki ndingatorutse apa kuzodya sadza netinned fish yowee better kudya hangu nemufushwa wemunyemba umm ndahwa tsitsišŸ¤”

 

 

 

 

 

South Africa zvaizvezvi kana usina line rako rinokupa hombe haaa I suffer continue, magetsi maendero acho, mabasa hakuna, vazhinji kuraramira rent nemabills kwakutomirira mwedzi upere, saka haa kuseka munhu

 

 

 

 

 

Ari Joni kuti atambura kupedza nguva coz life in SA is currently tough for many including vemuno vacho, zvakazongoaiyana hazvo nekunomwa mvura yechibhorani, nekudya nehupfu usina kutsetseka paHarare apo, plus kuflasha madhoti nebucket

 

 

 

 

 

 

Ende kugezera mutoilet otherwise tatambura Kani kunyangwe hazv ndisingafe ndakasiya HeinekenMwedzi uchipera uri komirira munhenzva kogashira shangani bag remunhu arikufa nenzara kuti atumire. Vamwe vanhu vamunoseka ndovari kukuchengetai. Akasatumira achidya zvanoda momutumira zvishiri.

  • Share: