Friday, September 20

Joey Ofumurwa Haya Zvanyadzisa Izviii

Mari ya Ruth makadyawo Sisi ... Chemahara MuZim mushana chete ..Usade kuvhara vanhu kuti haumo mudhiri ramakaita na Sekuru ..Now wakunyepera Nyika kuti Ruth arimo muma dhiri ende ahana kidney failure ane Aids dzosa Mari yawakadya iwe JoeyHaa ngavavasiye for sure lmagine munhu okubatsira ozotanga kukupinza busy police this its not fair mai ava makutoda kuvastrokesa anozochengeta mwana wavo ndianiSiyanai nemunhu uyu pliz ana Joey mungati amai Ava vanonyepa here mari yamakavapa Moda

 

 

 

 

 

 

vabirwe here pliz imbovazorodzai now makuisa nyaya kupolice Mai Ava voti police voti murwere ..siyanai nezvamuri kuita.Anoenda sei Ku India NE condition yaari siyai vanhu musavanetseThis gofund started ku youtube years back..yeuk yakavhurwa Simukai Tafadzwa Charunda

 

 

 

 

 

Kana muchida kuona link kwayaka tangira ku youtube iyo......Takusvika hedu pamudzi wenyaya!!!

Andituka ndiri kublocker!!!!

https://youtu.be/-4ryDnZ0E_U?si=wA20wjGhW5hcEd5D

  • Share: