Monday, August 26

Jackie Ngoni Comic Pastor Joey Masocial Lites Ese Zvaavekuenda Kuchando Konogeza Matuzvii Nana Joey Futi Vane Mari Haa Zim Ma1

Eish ndabatikana hangu zvino munhu wese zvaafunga kubuda muno macho muchasara ani nhai😭? Kugara muZim kana usina any Zanu PF connections or a good job dzangovawo hadzo nharo ndochokwadi. Ndopatasvitswa apa na Emmerson senyika, sad! 

 

 

 

 

NB:Vane negative energy irikukuvavai please pass this post ndakumbirawo hangu.

 

 

 

 

TitendeIni ndakandishamiswa naJoey, aiita sezvirikufire wani, marounds, mashop asi akasiya akumaCOS .

 

 

 

Another sad reality is most of us tinotodawo kubuda kwacho but pekutangira hapana apa makore akufamba. May God help us 😢Jackie ngarande, Joey, mhofu wamadam boss now comic pastor, for sure Zim Haina kumira mushe .

 

 

 

 

 

 

Apa ndovanhu vatinenge tichiona kunge zvikufaya.Kugara hedu muno dzangova nharo,kungwavha kwacho kwakurema muno

  • Share: