Thursday, September 26

Jackie Ngarande Iwe Pawaidya Nezanupf Waiisuporter Nhasi Nekuti Hauchadiwe Ikoko Wakuda Kuti Vamwe Vasadyewo Vaimbi Vopindura Jackie

Inga maimbomhadyawo navo nguva yenyu ,makasvipwa maakuti hee change,siyai vamwe vadyewo,and munhu haaudzirwe zvake wekuvhotera.Jackie Wanzwa Here

 

 

 

Tendai Maginah iwe hauna kumbopengesana nemunhu zvikapera here? Usaite kunge uri perfect. Kare Haa gare ari kare. Don't just be negative sekunge usina past. Tikafukunura enyu Jackie ari nani. Vanhu vangani that switched parties??. Haana kuudzora munhu akungotaura mafungiro ake. You're a miserable person puu

 

 

ZIMABWEANS Are HYPOCRITES . Ana MaiGINIMBI NANA POKELLO AND VAMUNOTI MA RICH AUNTY VANOGARA VARI KUZANU BT YET HAMUGONE NAVO. 

 

 

 

STOP TARGETING MEN 

ZVAKAIPA STEREKI . DEMOCRACY IS FOR EVERYONE . LETS START BY UNFOLLOWING POKELLO NANA MAI GINIMBI HAMUDI . LEAVE RICKY FIRE ALONE

  • Share: