Jackie anozviita seanoziva zveseIni l am a man wacho l try to treat them 50/50 both mama in law and my mom kana kwedu kusina kuyenda Sugar kwa Mai Moyana hatiyendese futi
Tikatenga costumes it has to be Two Akafanana ma colours difference toiona Kuma size ma carton ye Grocery vanosheyaniswa zvakafanana matenesi ndizvozvo
Handireverere Mudzimai wangu VaChihera asi ummmm vanozama kuvayenzanisa even pa airtime chaipo vanotumira zvakafanana
Nditukei asi ndizvo zviri mu marriage yangu We both love this na Amai vekumba.Her mama gave birth to her and l salute her for that l love her for that and my mama gave birth to me and l love and salute her for that Kana wangu wachiyendesa nerweseri ayewa handirambe asi zvandinoona nekuziwa handide kumunyepera zvangu My wife treats both our mothers well
Sorry kana ndatuka or kuganza Asi tisu type yavarume vakaroora vanhu vekuti ayewa unonzwa kuti Zvakanaka kuva pano kuchibvigwe MarriageAmwene vanogove important more than my mother pakuitaseiko ndoswera ndichinyepedzera kuda munhu anotukadzinza rangu rese nezvipfuyo kt ndopenga here