Sunday, September 22

Hosiah Chipanga Ochema Chema Mushure Mekunge Atambwa Nyowani Ne Zanupf Zvakaoma

Ndine hurombo pamwe nekurwadziva zvikuru hama neshamwari pamwe nevatsigiri vangu, kuti kunyangwe zvazvo ndiri chizvarwa nemuimbi vemuZimbabwe handisi kugona kuimbavo pamwe nevamwe vaimbi

 

 

 

 

 

 

kupemberera 44 yrs tawana rusununguko kwaMurambinda Manicaland kumusha kwangu, nekuti varongi vekuMinistry of Infomation vati NDINOSOPODZA HURUMENDE.🙏🙏🙏. Dr. H. Chipanga.

  • Share: