Sunday, September 22

Hezvo Komunhu Wa Mwari ZCC Mutendi Anoshungurudza Vanhu Zvakadai Zvobuda Zvese Mushure Mekunge Atenga Helicopter Iyoo Church Yojamuka Vanhu Havasi Kufara Imikaa Asiyabei Na Madzibaba Ishmael

Vanhu vezcc vakapusa maachievements abishop achiba marii vanomafarira seavi Mutendi akaoma zvake, vanhu vese vakavaka college yemu belvedere hapana apiwa kana cent, vachinzi ndezvechurch, but vana vavo kana vasina Mari havadiwi ipapo, iyezvino mave kuchikopkopo, zvimwe zvacho svinurai vanhu, ndechipi chipirofita ipapa, maitoudzwa kuti yamave kumupa inokwana ndege bedzi

 

 

 

 

 

 

 

Helicopter yeyi nayo.....it's so funny what other churches see as an achievement madii henyu kuita church planting or giving to charityBut zvirikubatsirei an ordinary person arimuchurch iyo? Chikopokopo hachina kuipa as long it contributes to an ordinary person in that church.

 

 

 

 

 

 

It saves no purpose kuita chikopokopo yet 70% of the church members are poor of the poorestKo ndaiziveyi hangu kuti ziyoni ipfeke hembe dzinenge dzepolice inyaya yekut samere mutendi was once a policeman

  • Share: