Saturday, September 21

Hazvi Fit Ochema

Vanhu vari kuti haasi hazvie KO uyu ndiyani. Ndamuudza kuti I will post this because my name was dragged akati ndikutengera drink ndikati handide kutengwa for respect of her I said I will only post this and agreed

  • Share: