Tuesday, September 10

Haa Pashata Manje Tatelicious Oburitsa Rimwe V11 Ra Fifi Imi Mwana Uyu Chiiko Kutodza Amai Zvionerewo Mashura

Maida kuti aite semwana wa Mai Chisamba ????

 

Fifi mwana wa Kamuchacha, therefore FIFI is a CHACHLING !!!!

 

LIKE MADHA LIKE DHOTA , PIRIODHI !!!!!!Mwana we JOKI iJOKI

 

 

 

 

 

 

JOKAURA HAKO FIFI

 

NDATI JOKA🤣🤣🤣🤣🤣Maifunga ndainyepa ndichiti akabvisa nhumbu mai vari mu Jeri .

Fifi akabviswa nhumbu na mai Maketeni , Chachaz ari muchizarira .

 

Kune drama uko 🤣🤣🤣🤣Adii zvake Fifi

Watodza mai vako iwe.

 

 

 

 

 

 

Kungobvunzwa chete unongoti ndakopa mhamha.

Well done Fifi , KONDINYO.🤣🤣🤣🤣Zvikutonzi Fifi ndiye akararamisa mhuri when Chachaz went to prison .

 

 

 

 

 

 

 

Wasu said dai pasina ma short time aitwa na Fifi , dai vakafa nenzara🤣🤣🤣🤣

 

Kumba kuya ndekwe zvigure🤣🤣🤣🤣

  • Share: