Zvakaoma ndanga ndiri Ku utube pane nyaya yandanzwa pazim secrets and confessions pane musikana akapiwa wig on facebook nembinga akatanga kufirwa nevana vake. Wig yaishanduka kuita chikara mumba. Vanhu vari kushereketaEish I once heard someone cofessing ,achiti aiti akakumbirwa wig nemunhu aimuti unouya uchitora mangwana,
So she was saying the reason why aiti kumunhu unouya uchitora mangwana it's because aimbotanga aenda ne wig iya kumakuva otaura zvaanotaura hanzi oisiya yorara paguva anenge aiti pambuya vake here ,
Hanzi uya wekukumbira paanouya kunotora paanozoidzosa akutotorerwa zvese zvaanazvo kana riri basa rakutopera ,so aiti aizviitira kuti aite Mari and anga asingangope munhu wese wese aitoti hanzi aipa waanoona kuti uyu ane Mari or ane potential yemari.Ini ndotoshama vaskana vanokumbidzana mawig kana kukumbira
zvangazvakamborukwa umwe munhu wozvirukwa futi haaa ladies siyai tsika iyoyo your head is your crown don't even hire wigs I beg you .. Don't kana chinhu chatomboenda pamunhu chatova be spirit of that person you will wonder kuti why am I now behaving like this ko kutorana nemhepo dzevamwe ... Zvinhu zvotanga kuitika hauchazive zvabvepi izvo it's just a wig hameno