Wednesday, September 25

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Saka Yatove Archivement Here Kutora Mwana Wako Kumuendesa Ku Scotland Vanhu Vobvunza

Saka yatove achievement kutora mwana wako kumupinza mu Edinburg here?kana kuti pane pandipfuuraI'm trying to understand something and failing to, saka ukakwira ndege to London you've prospered?

 

 

 

 

 

🤔Kkk hamusi kuona zvaitika apa chete,,, vanhu ava vanozivana ,,changamire ava vashaya kuziva kuti vozivisa sei social media kuti mwana wavo ave yukeyi so ndobva watuma munhu uyo kuti anyebere zvake kupenga 😂😂😂,,,

 

 

 

 

 

mwana uyo asvika nhasi Yukeyi then boom Delight ndobva apindira zvake achinyebera kupusa kkk,,, tingati icoincidence here kuti nhasi ndopawaudzwa kuti hautorewo mwana yukeyi mwana wacho ndobva atosvika nhasi 😂😂😂,,,,few minutes later boom ticket remwana bvuuu pawall pachangaz kkk then madam boss pfee nemapikicha,,,, sorry nekurebesa 🤣🤣🤣

  • Share: