Wednesday, September 25

Freeman Odya Marasha Musataure Zvamusingazive Ndaiposta Garry Mapanzure Hazi Problem Yangu Manga Musina Data

But angopindura panyaya dzakadai but pakataurwa zvembolisi yake haataure

 

 

 

 

 

But ari kutaura chokwadi mnhu uyo vanhu vangada kuzoposta mnhu afa haaa seis

 

 

 

 

Freeman akaposta mapics ayo kudharaa asi was bt nyaya yekut vamwe kuda kungonz vataura info vasina

  • Share: