Saturday, September 28

Fans Not Happy With Freeman Mushure Mekunge Aita Zvekudya Bota Chokwadi Wanyadzisa

8kg Bones (Freeman) wandinyadzisa shuwa. I respected you zvekudaro and you are the last celebrity I expected kuti ungaita zveBota🤦🏽. ko kuzotora picture uchidya Bota wanga uchatorerei hona manje zvabuda pachena🥲Bota rinotodyiwa zvekudyiwa zviya,zvekunyara kudya bota ratove unnecessary drama,those who have vekudya navo pamberi nekudya bota🤗🤗🤗🤗🤗

  • Share: