Wednesday, September 25

Faffy Maunga Oganzira Mazimbabwean Ndinoita Video Call Na Dambudzo Munangagwa

Faffy anenge ari kuzviposter ega nemaghost acc ake kuti awane following 🤞🏽🤞🏽because ka that hauna hako

 

 

 

Ngakatambe zvakanaka nevakuru kanofa aka vakakanganwa kut vanombotamba nako

 

 

 

 

Saka tikuda kuribvisa duzvanana iri state house yava playing ground yemahure Ana bev nana nyaope Ana tawazCan imagine kuti mwana uyu anenge achivati kudii if its tru though kkkk u look handsome eish.

  • Share: