Wednesday, September 25

Enzol Ishal Oti Garry Mapanzure Ndokuona Manje Manje Kudenga Kuti Ave Kufawo Here

Vana Enzo makuisa maChats a2021 kuda kunzi marwadziwa we are in 2023 its sad 😢 better wadzura hako post ita zvekubaby sitter kamukadzi kako nemwana siya vanochema

 

 

 

vanyaradzweHanty akarombeswa na passion paye remember akambosiya music ekati it's his secret zvaari ku regreta......so he knows nguva yake kuti iriko riini.........Munhu ane 79years anofa mobva mati gone too soon now

 

 

 

 

maakuda ku measure soon yake kunge 2months, ipapo paachaenda ipapo ndoo soon yake. Some say good nyt by the wayHe is right koimm pamunoimba ky Church kuti gare gare tichauyq ikoko

 

 

 

 

munenge murikutiii ?? Soon and gare gare zvakangofanna 😁😁😁 chero dzikaita 80 its still soonkuzviitisa uko anosiya nani plate ye rice nemirinda musangano unozosimbiswa nani baleka bhudhi

  • Share: