Friday, September 27

Enzol Ishal Onzi Nana Tete Vepa Facebook Holyten Akaroora Nezuro Anemwana Kamukadzi Kako Ngakachizvare Not Kungodya Mari

Holy Ten atova nemwana asi akaroora zuro uno iwe Enzo kamukadzi kako basa kungoswerera Sponge Bob nePeppa Pig .Kuswera kachionererwa mumaraini kachitiburitsira rurimi kudai .Kanomonei chakamona ipapa kudyiswa mbodza dzega dzega.Kamitise kadzikame kaite chimimba mutekwe mazamhu aite mapata pata nekuyamwisa tione kuti kanoshainira ani.Kashiti kemunhuChidofo chema Zimba kungofunga kuti vanhu vakaroorana vanofanira kuita mwana, zvino planiwa kana muchida mombonakirwa pasi a ma trailer ne ma stress.Idzo pfungwa dzekuti vanhu vakaroorana they are supposed to have babies ndodzechidofo manje. Ko kana zvikuramba why are u adding some salt to the wound. Mind your damn business munyori....Shame on u!!!Gegegege vanhu mucharoya imi ahhh apa munhu wacho makamboona achitaura nevanhu hre kuita muviri mudiki zvoreva anoita zvema cartoon hre plus chipoko uri Mwari hre iwe

  • Share: