Sunday, September 22

Drama Racho Bodo Greatman Music Oti Bruno Furniture Zvave Zvemushonga Here Ndakati Handisi Kuda Headboard Or Wave Kuda Kuita Mukadzi Wangu Mubobobo Otaura Zvakawanda Pashata

😂😂😂 waonerei nhamo nhai inga andina kumbotendera wani ndakati andidi kkkkk Bruno Furniturez chindiitirawo mushe i want to focus on me myself😹zvava zvemushonga here zvinomanikidzwa munhu kudaro 😹

 

 

 

 

 

 

 

 

hedbody yacho ngaipihwe makhoti zvipereKo iye brono chiiko naye kana aine mari ngaape vanhu vavakabira na kamuchacha uko kwete kuda kuswerotinetsera gire wedu bruno kaaa utikwanire tseki

 

 

 

 

 

 

 

Kkkkkk ngaatengese ape mkdzi weround yaasiri kuda kubhadhara asi akaromba kni anoda kupa vanazvo

  • Share: