Sunday, October 27

Dorcas Moyo Ofumurwa Ane Mudzimu

Uyu wamunoti Dorcas uyu ane mudzimu chete🤞 either anotosvikirwa zvekudaro oenda hake kuKerekeMai Jilimbi vakazhangandira 🤣🤣Dorcus anosvutira bute kuseri kwedoor chete. Kuti nderei zvava zvenyuwo 🤣🤣Iiii bvunzawo kuti vari kuzviwana kupi. This one ndoyaiswa akawanda acho ese ari 3 haatombosvike kana 400k zvayo😂Kana

 

 

 

 

usina bitterness unongova munhu wekuzvifarira so otonzi nemaziroyi unedzungu happy happy ndosaka generation yedu ikufa godo kugara nezibundu kufamba mastreets uchingoshoropodza happiness is for free viva kwanga kuchifaya uko

  • Share: