Sunday, September 22

Dj Tawaz Ochema Murune Mukuru Mungandishaisawo Mota Nekuti Ndaiitiswa Na Java Here Ndini Ndakapusha Musangano KuInstagram Uko But Handina Chandakabuda Nacho Even Honda Fit Zvayo

Uyu ariku nyimirwa mota nyaya yake yekuswero pesvuka kumashure kwaPanganaiUyo ahafe akaiwana uyo murungu wake akatuka binga๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…

 

 

 

 

 

Chimwe chinhu chakagonekwa Na Ed kupa sir wicknell Mota dzekupa vanhu Dai vakapa java tainyaudzwa

 

 

 

 

 

Kozoita mubvunzo wandinetsa sakq Tshabhangu Yake Benz achapiwa pajekerere sevamwe hre or kuzongoona akufamba ne Benz?

  • Share: