Sunday, September 08

Cunning Tsotsi Maitt Vokumbira Ruregerero Cozy Of Racheal Akati Vachagara 2 More Years Mujeri Nekuda Kwemota And 10 000usd

Cunning and clever move by Kamuchacha. Nyaya ye$10k yaakabiira her friend Rachel iri kufanira kutongwa on September 29th. Ikatongwa she's facing at least 2 more years mujeri. Apologising kuti Rachel adrope nyaya is a clever move.

 

 

 

 

 

Kaiganza kave kuhwarara ๐Ÿ˜ƒ ๐Ÿ˜€ I remember achiita live achiganza kuti zvekuti ndine mari yako zvine basa rei saka pamakaenda kumapurisa makawanei musandinetsa anambwa kana Uchida nezvangu huya padeni pangu

 

 

 

 

Asi mukadzi uye pamwe pacho unenge Uchida kutoregerera munhu but unotoona kuti ndiwe benzi unotukirwa nekuda kuroverwa mari yako yawakawana watambura iyoyo๐Ÿ˜„

 

 

 

Prison has humble this lady before she got arrested aifunga kuti ndiye main actor achituka vanhu vezvikwereti vaakanyudza,lets hope that message is coming from the heart and she really pays people back their monies

 

 

 

 

 

Ndanga ndisingamufarire nenyaya yehu stubborn and pride yake but since she's now swallowing her pride by asking for forgiveness to those she has wronged l will begin to like and respect her. All shall be well madhuve ๐Ÿ˜ŠRachel ramba wakatsika kakashaina kakadzi aka kachiti hee uri kudanana naTinashe mumba make

  • Share: