Wednesday, September 25

Congratulations Mai Venyika Mai Chamisa Chokwadi Zimbabweans Hope And Future Iri Mumaoko Enyu Nababa

Congratulations in advance makunogara ku state hawuzi .mukasapinda mmm ndikuenda kuzim kotora vabereki vangu totama hedu kuzim tosiya mnangagwa na Holy 10 vari 2

 

 

 

 

Kkkk ini nechikwata changu vakasapinda tazvipira kuita hwe Zambia zvavakaita pana Kenneth Kaunda vakadzi vese vakabvisa hembe kusvika azo surrender chigaro🤣🤣🤣 yandipedza pandainzwa ndikati ndoyasara kwedu kuti Rapu Rapu takananga pa State House 🤣🤣🤣🤣

 

 

 

 

varikuti ambuya avo 🤔 hmmm vakadzi go through lot of stress giving birth all the duties taking care of the family sleepless nights kids gets sick itirwai nyasha muzive

  • Share: