Wednesday, September 25

Chiwenga Onzi Akapata Kupfugamira Umwe Murume Nekutya Kufa Anongogona Kuutira Mary Chiwenga Hutsinye Chete

Kungongwarira kuitira hutsinye Mai vevana vake ende anoda kutoona Mary ari muguva kana kumbonzwawo tsitsi kuti adimburwa ruoko😂 😂 😂 😂

 

 

 

 

Ava baba vakapata ava kungongwarira paduri sehuku ezvino vamwe vake vese vaakaita navo coup yekubvisa mugabe vakapera vese kuti tsvai kufushirwa iye haasikuona kuti very soon arikuteverawo vamwe vake👏👏👏munangarwa imhondi isingazeze kuuraya🤗🤗🤗🤗haasi kumuziva garwe

 

 

 

 

 

kubva paakangoenda kuchina akadzoka asimba akapbva atopusa worse, haiwa haasisina kana dhiri uyu, i remember ari kuchina vanhu haa guvheya akangodzoka chete 🤣🤣🤣🤣Ahhhh vanotyanana avo mhoti vanozivana kubva kare here ,rakangwarira kushungurudza vakadzi zidzakutsaku

  • Share: