Wednesday, September 25

Chitunha Chorara Paside Peroad MuHarare CBD Police Yoti Yakanga Isina Fuel Zanupf Yakaoma Chokwadi

Chitunha charara ipapo..zanu Yamai chemera kuno yaita mamvemve

 

 

Ndopaunoona kut Zim irikutungamirigwa neduzviUmmmm zvakaoma apa kutorwa nepolice not forensic timborinayo here muzimbabwe forensic

 

 

 

 

The way the police is standing, it means hapana Ari responsible nekutakurwa kwakeWho pronounced him dead as a nation hatina moyo pamwe azofa nechando vakatadza kumuendesa kuhospital sei achapisaVakut police

 

 

 

Vanenge vasina fuel ava and kutoshaya force to serve the community...thy Don have motivation vese vanoda kumhanyira kune Mari kutraffic kunyanya koz Thy get peanuts remember so ndizvozvo

 

 

 

Nyika ma1Update yabrother vedu vakasaidzirwa naConductor nenyaya ye$rakabvaruka vakafa..

 

 

 

Atakurwa ızvezvi. Ararapo mufunge.. Conductor ndiye akatakurwa zuro nepolice vakasiya mufi akararapo

  • Share: