Saturday, September 21

Chiremba Ava Ku Masvingo Vauraisa Vanhu Vakawanda Vachisiya Machira,cotton ,scissors Mudumbu

He did hernia operation on my daughter 2017 ikatsemuka mwana akabuda matumbu,but she survived hake and left the hospital without a belly buttonMedical Doctor ava vanonzi Dr. Zulu is the only surgeon at Masvingo Provincial Hospital.

 

 

 

 

vakaita surgical operation kuna Gladys Sibanda but during the operation Dr. Zulu vakakanganwa kubvisa a medical cloth muBody yaGladys. KaMedical cloth aka kanoshandiswa to absorb blood during an operation. After the operation Gladys akatanga kuita maChest pains nekuzvimba dumbu. Gladys went back

 

 

 

 

kuna Dr Zulu and he said he wants more money kana vachida another second operation. Gladys failed to raise mari yaidiwa for an operation. And in July 2023, when Gladys was coming from a Zanu Pf rally, she collapsed and died. Postmortem ndiyo yakazobuditsa kuti after 8 years, kaMedical cloth kanga kari mudumbu kaye was now infected and kanga kakazara hurwa.

 

Dr Zulu vari muCourt at the moment being charged with Culpable homicide.Sad vanhu ava so

My friend died after op

 

 

 

 

Akazofa zvake 6 months later anzwa nekurwara

Akamuita op kwanzi akacheka matumbu akasataura 

Akazoita sepsis hakelicence must be cancelled zvipere

  • Share: