Wednesday, September 25

Chii Chakadaro Chinenge Ngozi Ketina Kuzvimba Face Onzi Haangaregi Aroiwa Nekuda Nyaya Dzevanhu Nekutuka

Kuzvimba kumese kana kuti isadza naiyo Jameson aday aday. Musvakeyi ku gym nhai .Ketsvina ukati uchiri right right kufuma face yakazvimba kudaro.

 

 

 

 

Akazowana akamurovawo Inga mwari variko..Gona ana Gona wakewo Ketty Masomera

 

 

Bleach yemumusoro inoda vanhu vanogona kunyatsoigadzira now akuita kunge benziMmmh rega zvinzi Mwari anoropafadza vasina kufitwa.. kuti uti ketile vari kuchando 🙆‍♀️.. anoita seabuda kumidhadhadha yepa gazaland apo

 

 

 

 

 

Akaroiwa anonyanya kutuka vanhu, achatuka vasingatukwe akaroiwa hameno zvakeZva Mwari chaizvo Ketile ane kamwe kahutsvina sooo , zvituko chete but mvura ne dressing bodo

  • Share: