Wednesday, September 25

Chihera Ofumura Maloti Baby RaHwinza Imbavha Yaikwirwa Na Mambo Ndini & Seh Calaz Aka Bhanwa Mabhawa Ese Embinga

Chihera Ofumura Maloti Baby RaHwinza Imbavha Yaikwirwa Na Mambo Ndini & Seh Calaz Aka Bhanwa Mabhawa Ese Embinga

Mai Wayne team Highfield's mallote from SA to zim ma girls ma gangsters bvunza inini yanga iri next door yangu anonwa bronco uyo

Kkkkkkkkkkk haaaaaa murigarooo chihera kkkkkkkkkkk kuswerera makuhwaaa muchitadzaa kushanda ikoko tikwanirei mhaniii🤣🤣🤣🤣🤣🤣😅 yaaaa soooo sakaa iweee zvesee izvo tatitiudze hre😏😏😏😏😅 uyeee pawataura panee akupaa mari hre ..

Kwanai mainini

Chimbomirai makuhwaaWakazviona urikupi zvese izvii taura uchiti hanziiii

  • Share: