Wednesday, September 25

Chelsea Holyten Babymama Haadi Kuona Munhu Anorira Izvezvi Ave Take Take NaJamal

Chelsea Tariro problem ndeyekuti hamudi kuona munhu anorira nguva iyoyo,Siya Jamal achiri kutanga veduwe…zvekuzoti unouya pano uchiti ndiri kupihwa $50 ye mantainance hatizvidi 🙌

 

 

 

 

 

Haaa problem munotaura kwamusingazive ...Chelsea have known Jamal asati atanga zvese izvi infact we have all known each other kusati kwatombouya vamunoti mujaya ava ...they are friends

 

 

 

 

 

Madii kuti Jamal asiye mwana apa vaimupa zvino Dhaka vachinatso ziva kuti akamwa doro anoita problem yemakumbo

  • Share: